Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nyawi maitiro ekushingirira pane zvaunenge uchiita, nepamusana pekuti vanhu vanenge vakakutarisa vachikukuza.
1

Nyawi maitiro ekuonererwa uchivhairira vanhu, nokuda kwekuti vanhu vanenge vakakutarisa kana kukuteerera.

Misodzi yakasara padiki kubuda but akati handimbochemi mberi kwemuvengi wangu handidi kumupa manyawi.
2
Nyawi maitiro ekuonererwa uchivhairira vanhu, nokuda kwekuti vanhu vanenge vakakutarisa kana kukuteerera.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyaya
matter
VerengaSwipe for the next word