Kwaunobva/Duramazwi/N/nyebera
Duramazwi
Kutaura mashoko ekunyebera vamwe (to lie to).
nyechu
Kuti nyechu kukwatura kabandi kadiki kubva pazihombe.
nyechukira
Kunyechukira kunyemwerera kunoitwa nemunhu achangonzwa zvinofadza.
nyedza
Kunyedza kutenderedza chinhu sezvinoitwa pakusika nyimo.
Swipe for the next word