KwaunobvaDuramazwiNnyedza

Duramazwi

nyedza

Zvinoreva

Kunyedza kutenderedza chinhu sezvinoitwa pakusika nyimo.

1

Kunyedza kutenderedza chinhu sezvinoitwa pakusika nyimo.

Kupfonyedza kuisa zvinhu zvakaita sehembe mune chimwe chinhu, dzisina kupetwa zvakanaka.

Kudzvekenyedza kuzvimanikidza kupinda kana kumira pausinganyatsokwani.

Kupfekenyedza kupinza chimwe chinhu pakati pezvimwe kuti chikwanewo.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyeka

Kukura kwemoto kana ronda.

Verenga

Swipe for the next word