Duramazwi
-nyonga
Zvinoreva
Kukura kwemoto kana ronda.
1
Kukura kwemoto kana ronda.
Kuti nyeka nyeka kufamba uchingotenderera, usina pawakananga.
Kuti funu kumenyeka kunoita ganda, sereranjisi kana kuti rembambaira yakabikwa.
Kana munhu achijekenyeka anenge achingoseka zvisina unhu uye zvisina magumo.
2
Kunyeka kunyatsobatira moto kwechinhu chiri kutsva. Chitsiga chakanyeka padare tikadziirwa.
3
Kana ronda rava kunyeka rinenge robuda mvura mvura yekuratidza kuti harisi kukurumidza kuoma.
Zvakafanana
-nyonga
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyeka nyeka
Kuti nyeka nyeka kufamba uchingotenderera, usina pawakananga.
VerengaSwipe for the next word