Duramazwi
Zvinoreva
Kuti nyeku kusekerera kunoita munhu kamwe chete chete.
1

Kuti nyeku kun'aima kunoita chinhu chinobwinya kana chateyiwa nezuva.
Kuti nyeku nyeku kubvira kwemoto mabvunze achionekwa kupfuta.
Kuti nyeku kusekerera kunoita munhu kamwe chete chete.
2
Kuti nyeku kun'aima kunoita chinhu chinobwinya kana chateyiwa nezuva.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyeku nyeku
Kuti nyeku nyeku kusekerera usingaburitsi mazino panze. Paida akati nyeku nyeku paakanzi naPaza ndinokudisa.
VerengaSwipe for the next word