KwaunobvaDuramazwiNnyeku nyeku

Duramazwi

nyeku nyeku

Zvinoreva

Kuti nyeku nyeku kusekerera usingaburitsi mazino panze. Paida akati nyeku nyeku paakanzi naPaza ndinokudisa.

1

Kuti nyeku nyeku kubvira kwemoto mabvunze achionekwa kupfuta.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyemba

Nyemba rudzi rwembeu inobikwa mutakura, inoberekwa nembesa inonzi munyemba.

Verenga

Swipe for the next word