Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nyembe mucherechedzo unopfekwa nomunhu kuratidza ushe, ukuru kana basa raanotira vanhu. Ishe vanopfeka nyenbe inotaridzika somwedzi uchangogara.
1
Nyembe mucherechedzo unopfekwa nomunhu kuratidza ushe, ukuru kana basa raanotira vanhu. Ishe vanopfeka nyenbe inotaridzika somwedzi uchangogara.
Mune zvechipurisa, sajeni munhu ane nyembe yechipiri kubva pane yepasi.
Muchipurisa kana muchiuto, kana munhu achinzi ane nyembe, anenge aine chikundya chapamusoro.
Muchiuto meja musoja ane nyembe iri pamusoro pakeputeni.
2
Muchipurisa kana muchiuto, kana munhu achinzi ane nyembe, anenge aine chikundya chapamusoro.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyembo
Nyembo makona emabhaudhi apo panobatwa nechipanera pakuasunga kana kusunungura.
VerengaSwipe for the next word