KwaunobvaDuramazwiNnyembo

Duramazwi · zita

nyembo

Zvinoreva

Nyembo makona emabhaudhi apo panobatwa nechipanera pakuasunga kana kusunungura.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyembwe

Nyembwe idemo diki rinoratidzika semwedzi wagara uye rinoshandiswa pamashavi nepakupira midzimu.

Verenga

Swipe for the next word