Duramazwi · zita
ngano
folklore · mythical · tale · folk tale
Duramazwi · zita
folklore · mythical · tale · folk tale
Ngano inyaya inorondedzera zvakaitika kare, zvingave zvechokwadi kana zvisingakwanisi kuitika.
Ngano inyaya inorondedzera zvakaitika kare, zvingave zvechokwadi kana zvisingakwanisi kuitika.
Zvisinei hazvo zvimwe zvese izvozvo dzanga dzatove ngano.
Usanyora pfupiso kunge unonyora ngano sekuti: Paivapo…, Ndokunge...
Iyi inyaya kana nganonyorwa, bepanhau kana ngano pfupi yekuti uverenge ugopindura mibvunzo yapihwa.
Ngano inyaya isingabvumwi nemunhu anenge achiiudzwa. Dai wangonditaurirawo chokwadi. Kwete ngano dzauri kundiudza idzi.
Duramazwi
01 / 03nganonyorwa
novel
VerengaSwipe for the next word