Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iri idzitsi rinoshandiswa mumazwi ekubvunza uwandu.
zvisingadhake, akakurura bhurukwa pazvirango pazere vanhu.
1
Iri idzitsi rinoshandiswa mumazwi ekubvunza uwandu.
Josaya ane vana vangani? Yeukai ane makore mangani?
Ko makore mangani angaasara kuti anyore nekuda kwerubetserwo rwababa naMai Mhofu.
Bere zvarakatya mapapata aro mangani.
2
zvisingadhake, akakurura bhurukwa pazvirango pazere vanhu.
Ko makore mangani angaasara kuti anyore nekuda kwerubetserwo rwababa naMai Mhofu.
Makunguo zvaakatya akafa mangani.
Igonyodzo kudya chegadzingani.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngano
folklore
VerengaSwipe for the next word