Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nganganga rudzi rwegaka rine minzwa, rinodyiwa mhodzi zvose nomuto wacho.
Kuti nganganga kuita kuti chinhu chizare kuti shaku, kana kuzadza dumbu zvekutadza kunyatsofema. _Dumbu remwana uyu rakati nganganga, ambodyeiko nhasi?_

Munganganga muti womuchero unotanda uchibereka vana vane minzwa, vanodyiwa mhodzi nemuto wacho.

Zvakafanana
gachika
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngangira
Ngangira chinhu chakagadzirwa zvokuti hachizofa zvakare.
VerengaSwipe for the next word