KwaunobvaDuramazwiMmukuze

Duramazwi · zita

mukuze

swarm

Zvinoreva

Mukuze idutu renyuchi dzakamhara kana kuti dziri kubhururuka.

1

Mukuze idutu renyuchi dzakamhara kana kuti dziri kubhururuka.

Mukuze idutu renyuchi dzakamhara kana kuti dziri kubhururuka.

Kuti mwanda kupararira kwezvinhu kana kwevanhu panzvimbo. Vanhu vakati mwanda pamuchato, apo vakange vashanyirwa nemukuze wenyuchi.

Zvakafanana

bumha

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukuzi

Mukuzi munhu anenge achikurudzira vamwe kuti vaite basa nokukurumidza uye vachifara.

Verenga

Swipe for the next word