KwaunobvaDuramazwiGgadha

Duramazwi

gadha

-tasva

Zvinoreva

Kugadha kukwira pamusana pemhuka yakaita sebhiza kana dhongi.

Kana munhu achigadha munhu kana nzvimbo anenge achiichengetedza.

1

Bhiza rakati kwiru apo rainge ratsika nyoka. munhu ainge akarigadha ndiye puu pasi.

Kuchengeta nzvimbo kana midziyo kuzvigaririra kana kugadha kuti zvisabiwe kana kuparadzwa.

Kana munhu achigadha munhu kana nzvimbo anenge achiichengetedza.

2

Kana munhu achigadha munhu kana nzvimbo anenge achiichengetedza.

Kuchengeta nzvimbo kana midziyo kuzvigaririra kana kugadha kuti zvisabiwe kana kuparadzwa.

Kana munhu achigadha munhu kana nzvimbo anenge achiichengetedza.

Kugadha kukwira pamusana pemhuka yakaita sebhiza kana dhongi.

Zvakafanana

-tasva

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word