KwaunobvaDuramazwiTtasva

Duramazwi

tasva

ride

-gava-gadha

Zvinoreva

Kana wakatasva bhiza unenge wakagara pamusoro paro.

1

Kana wakatasva bhiza unenge wakagara pamusoro paro.

Wotoramba uchirovera hoho kuti vana vasaramba vachitasva madhongi.

Mwana dasvawatasva aingorohwa nevamwe pachikoro.

Kunjandaika kukwira mudenga uchimbodzika pasi, sezvinoita munhu akatasva bhiza.

Zvakafanana

-gava · -gadha

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tasve

Kuti tasve kukwira uchienda seri kwechawakwira pachiri.

Verenga

Swipe for the next word