Duramazwi01 / 03tatabvuKuti tatabvu kudambura chinhu uchishandisa mazino. Kaharahwa kakati tatabvu nyama namazino, iyo ikati kwete.Verenga→
Duramazwi02 / 03tatamuKuti tatamu kukakatika kunoita chinhu chadhonzwa chichirebeswa. Mukomana akati rekeni tatamu asati aregedzera dombo.Verenga→