KwaunobvaDuramazwiGgadheni

Duramazwi

gadheni

garden

bindugadhe

Zvinoreva

Gadheni inzvimbo inorimwa muriwo.

1

Gadheni inzvimbo inorimwa muriwo.

Gadheni inzvimbo inenge ine shanje nemaruva pamusha.

Ichi chivakapakati chinoshandiswa kuratidza zvinhu zvinogara zvichiitika. Mombe yazivirodya gadheni rechikoro.

Kana uchishosha unenge uchishandisa masanzu emiti kuvharidzira munda kana zvimwewo. Mai vakashosha gadheni yedu nemipangara.

2

Gadheni inzvimbo inenge ine shanje nemaruva pamusha.

Zvakafanana

bindu · gadhe

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word