KwaunobvaDuramazwiGgadhi

Duramazwi · zita

gadhi

gad · sentry · guard · juard

sekiyuriti gadhi lamuchengetimungwariri

Zvinoreva

Munhu anorinda nzvimbo kuitira kuti mbavha dzisapinde (guard).

Gadhi munhu anochengetedza nzvimbo kana vasungwa.

Gadhi inzvimbo yakakwirira, inenge iri panhu pakati tsepete. Vanhu vakarima munda uyu vakamanza chaizvo. Tarisai muone magadhi arimo.

1

Gadhi ivhu rinonamira pabadza uye rinotedza kana kwanaya.

2

3

4

Zvakafanana

sekiyuriti gadhi la · muchengeti · mungwariri

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gado

Gado muti une tumashizha tutete nekahunde kakobvu, uye midzi yawo inoshandiswa kurapa mudumbu.

Verenga

Swipe for the next word