Duramazwi · zita
nharirire
watchman
Duramazwi · zita
watchman
Nharirire munhu kana mhuka inogara iri panzvimbo pakakwirira, yakatarisa kuzoona panouya vavengi. Pose paanenge ari, makudo anenge aine nharirire yawo, inoti kana ikaona muvengi yohomura kuudza mamwe kuti kwaipa. Sekuru Vhudzijena vanoti ndivo vaiva nharirire yairidza hwamanda iri mugomo kuzivisa vamwe kuti hondo yaDzumbunu yava kuuya.

nyamasuo la
Duramazwi
01 / 03nharo
confrontation
VerengaSwipe for the next word