KwaunobvaDuramazwiNnhora

Duramazwi · zita

nhora

Zvinoreva

Nharire.

itik. Kunhora kufamba mutunhu wakareba netsoka.

1

Nharire.

Kana kunze kuchitonhorera kunenge kwakanaka kuine kamwando, kuri pakati pekuto- nhora nekupisa.

Batakue vakamusimudza kwave kumhanya naye ndokusviko munyika mumvura yainge yakatonhora.

Nguva yainofamba yousiku iyi inguva inotonhora zvikuru.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhore

Nhore imhuka inenge yakura zvokutoonekwa kuti yachembera.

Verenga

Swipe for the next word