Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhorido munhu ane unyanzvi hwekurondedzera zvinhu.
Nhorido ndezvekudya zvakaita semamengo, tsenza nezvimwewo zvisingadyirwi kuguta, asi zvinodyiwa chero nguva ipi zvayo.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhorimbo
Nhorimbo ungwaru nepfungwa dzoudzamu dzapasichigare, kazhinji dzinenge dzava kubuda nomuzvinyorwa.
VerengaSwipe for the next word