KwaunobvaDuramazwiNnhoro

Duramazwi · zita

nhoro

Zvinoreva

Nhoro rudzi rwemhuka inogara musango ine muko-

1

Nhoro rudzi rwemhuka inogara musango ine muko-

Nyanga chinhu chakatesvera, chinomera pamhanza pemhuka dzakaita semombe, nhoro. nyati kana mbudzi, chadzinoshandisa kutunga.

Vavhimi vakauraya chamatumba chenhoro vakabva vadzokera kumisha vachitekaira nenyama.

Imbwa yangu Machena yakatanga yakapa hwema hwenhoro, kwava kuironda kusvikira tazoiona mude-nhere.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word