Duramazwi01 / 03nhorwaNhorwa zvinhu, kazhinji zvokudya, zvinotakurwa nomunhu ari kuenda kundoshanya, achizvivigira vari kwaanoenda.Verenga→
Duramazwi02 / 03nhosvoNhosvo mwenje inoteya maziso, kana kuti ruvheneko rwezuva runoteya maziso.Verenga→
Duramazwi03 / 03nhotamazwiNhotamazwi munhu anoteerera zvinenge zvichitaurwa nevamwe vanhu kuti azonoudza vanenge vamutuma.Verenga→