Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhosvo mwenje inoteya maziso, kana kuti ruvheneko rwezuva runoteya maziso.
Kana munhu aine nhosvo anenge asingagoni kunanga, achipotsa kana pane chaanenge achida kutema.

Ukaita nhosvo mubhora unobudiswa mutimu.

Zvakafanana
mhotswa · mhonyo · bosho
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhotamazwi
Nhotamazwi munhu anoteerera zvinenge zvichitaurwa nevamwe vanhu kuti azonoudza vanenge vamutuma.
VerengaSwipe for the next word