Duramazwi
hwihwinyika
-teya
Duramazwi
Kuhwihwinyika kupa chiedza chakanyanya chinotosvora maziso. Magetsi emotokari aihwihwinyika zvaidzivaidza vanhu mumugwagwa.

01 / 03hwimbu
Kuti hwimbu kuita huro yechinwiwa yakakura panguva imwe chete.
VerengaSwipe for the next word