KwaunobvaDuramazwiHhwihwinyara

Duramazwi

hwihwinyara

glow

Zvinoreva

Kana mwenje uchihwihwinyara unenge uchipfuta kwenguva yakareba zvisina chiedza chakawanda.

1

Kana mwenje uchihwihwinyara unenge uchipfuta kwenguva yakareba zvisina chiedza chakawanda.

Mwenje wacho waingoita hwihwinyara husiku hwose.

Kana mwenje uchihwihwinyara unenge uchipfuta kwenguva yakareba zvisina chiedza chakawanda.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwihwinyika

Kuhwihwinyika kupa chiedza chakanyanya chinotosvora maziso. Magetsi emotokari aihwihwinyika zvaidzivaidza vanhu mumugwagwa.

Verenga

Swipe for the next word