Duramazwi
dzvokora
-futyura
Duramazwi
Kutarisa zvakanyanya.
Kutarisa zvakanyanya.
Kuti maziso kangara kuabudisa uchidzvokora kana kuratidza kuti wavhunduka.
Kuti gwenen'wene kudzvokora maziso, zvinowanzoitwa nemunhu avhundutswa.
Kana munhu akadzvokora chinhu anenge achitarisa akabudisa maziso achitaridza hasha kana kushamiswa.
Kudzvorora munhu kumutarisa wakabudisa maziso uye kwechinguva chakareba, kazhinji iyi ichitova nzira yokumuyambira kuti arege zvaari kuita.
Amai vakangomudzvokora neziso raireva zvose, achibva abva paidyira vaenzi.
-futyura
Duramazwi
01 / 03dzvomhora
Kudzvomhora kutora chimwe chinhu chinyararire usingaonekwi, sezvinoita mbavha.
VerengaSwipe for the next word