KwaunobvaDuramazwiDdzvondora

Duramazwi

dzvondora

Zvinoreva

Kudzvondora kuvhura maziso zvikuru.

1

Kudzvondora kuvhura maziso zvikuru.

Kana uchidzvondora unenge uchifambisa-fambisa mboni wakawetsa maziso.

Kufutyunura maziso kuabudisa panze uchiita zvokudzvondora, pamusana pokutya kana kushamisika.

Kuti futyunu kubudisa maziso panze uchiadzvondora, sezvinoitwa nomunhu ashamiswa kana kuvhunduswa.

2

Kana uchidzvondora unenge uchifambisa-fambisa mboni wakawetsa maziso.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word