KwaunobvaDuramazwiFfusha

Duramazwi

fusha

-chokota-rokota-foya-gangaradza-ngarangatsa

Zvinoreva

Kuomesera muriwo kana muchero nenzira yekubika nekuyanika.

Kufusha kubika muriwo wamashizha nokuuyanika kuti uome, kuti ugozobikwa zvakare panguva inotevera usina kuora.

Kana munhu achinzi anofusha anenege achizivikanirwa kureva nhema chaizvo.

1

Kufusha nhema kutaura manyepo akapfurikidza, zvokuti panenge pasisina kana kachokwadi.

Kufurufusha mumwe munhu kuramba u-chimuitira zvinhu zvinomusvota kana kumushaisa mufaro.

2

3

Kana mukaita zvinhu zvokufusha munenge mawana zvakawanda zvokuti munotoita zvokuunganidza.

4

5

Kufusha kutenderedza maziso, sezvinoita munhu kana zviya achinyepa.

Zvakafanana

-chokota · -rokota · -foya · -gangaradza · -ngarangatsa

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fushafusha

Kana zvinhu zvakaita fushafusha zvinenge zvakawanda chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word