Duramazwi
fushanisa
-korongonya-tambudza
Duramazwi
Kufushanisa mwoto kubata-bata huni zvinokonzera kuti dzisapfuta zvakanaka.

Kufushanisa mumwe munhu kuita zvinhu zvinomuita kuti arwadziwe pamwoyo.

-korongonya · -tambudza
Duramazwi
01 / 03fushe
Fushe chibage chakabikwa chiri chinyoro, chikaomeswa iri hupi, uye chinowanzobikwa pamwe chete nemangai.
VerengaSwipe for the next word