KwaunobvaDuramazwiFfushira

Duramazwi

fushira

bury

Zvinoreva

Kudira ivhu mugomba (fuchira).

1

Kudira ivhu mugomba (fuchira).

Kubvukurira chinhu kuchifushira nevhu kana zvimwewo. Kana takusha zviyo tinotinhira mombe dzobvukurira munda wese.

Kufushira gomba (kudira ivhu mumwena).

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fushu

Kuti fushu kubuda kunoita zviyo musaga kana rabvajuka.

Verenga

Swipe for the next word