Duramazwi
Zvinoreva
Kufusira kuvhara gomba kana chimwe chinhu uchishandisa ivhu.
1
Kufusira kuvhara gomba kana chimwe chinhu uchishandisa ivhu.
Kukavira kudyara mbeu pasi, uchiita zvokudzicherera zvikomba uchifusira nebadza.
Kutetenura kubvisa zvinenge zvakafusira chimwe chinhu kuti chisare chiri pachena.
Kucherera chinhu pasi kugadzira gomba rokuchiisa wobva wachifusira.
2
Kufusira munhu anenge afa kumuviga.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fusu
Kuti fusu kusvetukira kumashure, iwe wanga usati wanyatsomira zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word