KwaunobvaDuramazwiFfusu

Duramazwi

fusu

Zvinoreva

Kuti fusu kusvetukira kumashure, iwe wanga usati wanyatsomira zvakanaka.

1

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fusuka

Kufusuka kusvetukira kumashure, sezvingaita munhu aona nyoka pamberi pake.

Verenga

Swipe for the next word