Duramazwi
Zvinoreva
Kufushunura kuchera gomba kana mwena uchibudisa ivhu panze.
Kufushunura kubvisa kana kuti kubudisa zvinhu zvakawanda kubva panzvimbo imwe chete.

Izwi iri rinoshandiswa kuratidza zvinozotevera mumashure. Akabvunzurudzwa nemapurisa, dzoke ofushunura zvose zvavaimboita nevamwe vake.

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fusira
Kufusira kuvhara gomba kana chimwe chinhu uchishandisa ivhu.
VerengaSwipe for the next word