Duramazwi
fombora
-fombonora
Duramazwi
Kufombora kuchera uchibvisa zviri mukati uchisiya mwena kana mukana, sezvinoita munhu ari kugadzira duri.

Kunyanyaura kushatisa chinhu nokuchifombora - fombora.
Kufombora kuchera uchibvisa zviri mukati uchisiya mwena kana mukana, sezvinoita munhu ari kugadzira duri.
-fombonora
Duramazwi
01 / 03fombwe
Fombwe chinhu chakagadzirwa chakaita zvokuche-rwa mukati macho, sezvakaita ndiro.
VerengaSwipe for the next word