Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakafombwera chinenge chakachereka mukati macho.
1
Kana chinhu chakafombwera chinenge chakachereka mukati macho.
Kana chinhu chakafombwera chinenge chakachereka mukati macho.
Mugwaku mudziyo wakavezwa, unenge mugoti, asi iwo wakafombwera mukati, unoshandiswa kupakurisa kudya kwakaita sesadza.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fomesheni
Munyaya dzezvemitambo fomesheni marongerwe anenge akaitwa vatambi vanenge vachikwikwidzana.
VerengaSwipe for the next word