KwaunobvaDuramazwiFfombodza

Duramazwi

fombodza

Zvinoreva

Kana uchifombodza chinhu unenge uchichichera nechomukati kana kuchibvisa tsvina iri mukati, sezvinoita munhu anenge achigadzira duri.

1

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fombora

Kufombora kuchera uchibvisa zviri mukati uchisiya mwena kana mukana, sezvinoita munhu ari kugadzira duri.

Verenga

Swipe for the next word