KwaunobvaDuramazwiFfoma

Duramazwi

foma

-tangisa

Zvinoreva

Kufoma uswa kuhuvhomora kubva padenga remba.

Kana ukafoma chimwe chinhu ndiwe unenge waita kuti chitange kuvapo.

1

Kufoma kushinyira kunoita nyoka yatsamwa kana kuti rwizi rwakazara.

2

3

Baba vangu vaivapo-wo pakafomwa sangano irori.

Kufoma kushinyira kunoita nyoka yatsamwa kana kuti rwizi rwakazara.

Kufoma uswa kuhuvhomora kubva padenga remba.

Zvakafanana

-tangisa

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fombo

Kana ukati chimwe chinhu fombo unenge uchichichera nechomukati.

Verenga

Swipe for the next word