Duramazwi
Zvinoreva
Kana redhiyo ichizhozha pakurira inenge ichirira ichibudisa ruzha runokonzerwa nokusanyatsobata nhepfenyuro zvakanaka.
1

Kana uchichuna redhiyo unenge uchifambisa chibato chokutsvakisa nhepfenyuro kuti inyatsorira zvisina kuzhozha mukati.
Kana redhiyo ichizhozha pakurira inenge ichirira ichibudisa ruzha runokonzerwa nokusanyatsobata nhepfenyuro zvakanaka.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zhozhota
Kuzhozhota kutaura nenzwi riri pamusoro-soro.
VerengaSwipe for the next word