Kwaunobva/Duramazwi/F/foko
Duramazwi
fork
fokono
Kuti fokono kupinza ruoko sezvakaita musaga uchinokora zvinhu kubvamo.
fokoterwa
Kufokoterwa kusuruwara kunokonzerwa nokushaya wokutandara naye.
foma
Kufoma uswa kuhuvhomora kubva padenga remba.
Swipe for the next word