KwaunobvaDuramazwiFforogo

Duramazwi · zita

forogo

pitchfork · fork

Zvinoreva

Forogo kamudziyo kanoshandiswa pamwe chete nebanga nechipunu pakudya, basa rako riri rokubaya paunenge u-chicheka zvidimbu zvechikafu nokuzozviyisa mumukanwa.

1

Forogo mudziyo une simbi dzakatesvera mberi dzakaparadzana, unoshandiswa kutimbira ivhu.

Vanhu vatema vanobatira chirungu pamusoro vanoramba kudya nemaoko vachida kushandisa maforogo nezvipunu.

Tsonda iforogo yemuti inobayirwa nyama inenge ichigochwa.

2

Forogo mudziyo une simbi dzakatesvera mberi dzakaparadzana, unoshandiswa kutimbira ivhu.

Zvakafanana

foko

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word