KwaunobvaDuramazwiFforomani

Duramazwi · zita

foromani

supervisor · foreman

Zvinoreva

Foromani munhu anenge ari mutungamiriri wechikwata chevashandi pabasa, anenge achiraira vamwe zvokuita.

1

Kuzeka kunyepera kuita basa asi pasina zvinobuda zvauri kuita. Kana foromani asipo, vashandi vanozeka muswere wose pasina basa raitwa.

Shamwari, zvinhu zvandaitirwa naforomani kubasa nhasi zvandifemba, zvokuti handifungi kuti tichakwanisa kushanda tose zvakanaka.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

forosi

Forosi imwe yemombe mbiri dzinenge dzichitungamirira pamberi dzakasungwa pachipani, iyo iri kurudyi.

Verenga

Swipe for the next word