Duramazwi · zita
Zvinoreva
Forosi imwe yemombe mbiri dzinenge dzichitungamirira pamberi dzakasungwa pachipani, iyo iri kurudyi.
1

Panganai akaibvundura padumbu Forosi ikarusimudzira rwokurima.
Forosi imwe yemombe mbiri dzinenge dzichitungamirira pamberi dzakasungwa pachipani, iyo iri kurudyi.
Kana munhu achinzi iforosi pakuita zvimwe zvinhu ndiye anenge achitungamirira vamwe.
2

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03forototo
Kuti forototo kupera mweya kunoita vhiri kana bhora rabayiwa nomunzwa.
VerengaSwipe for the next word