Duramazwi · zita
foroma
mold · mould
Duramazwi · zita
mold · mould
Kana muchiforoma zvidhina munenge muchizviumba, muchishandisa mudziyo wamunoita zvokuisa dhaka ramakanya mukati.
Foroma mudziyo unnoshandiswa kuisa dhaka mukati muchiumba zvidhina.

Nemhaka yei Zivisai aifunga kuti basa rokuforoma vanhu airigona?
Ndakadzidza nezvokushanda nemakombiyuta uye ndinokwanisa chose basa rokuforoma vanhu sezvo ndakadzidza nezvazvo.

Duramazwi
01 / 03foromani
supervisor
VerengaSwipe for the next word