Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchibhaka sadza unenge uchirirova-rova nemugoti kana mugwaku kuti rinyatsoumbika zvakanaka mundiro.
1

Kana uchibhaka chidhina unenge uchitora dhaka nyoro uchiriisa muforoma kuti uumbe chidhina.
Kuti kachu kachu sadza kuribhaka nokuritenderedza mundiro.
Kana uchibhaka sadza unenge uchirirova-rova nemugoti kana mugwaku kuti rinyatsoumbika zvakanaka mundiro.
2
Kana uchibhaka chidhina unenge uchitora dhaka nyoro uchiriisa muforoma kuti uumbe chidhina.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhakera
Kubhakera munhu kumurova nechibhakera.
VerengaSwipe for the next word