Duramazwi · zita
Zvinoreva
Fombwe chinhu chakagadzirwa chakaita zvokuche-rwa mukati macho, sezvakaita ndiro.
1

Fombwe imbiya yainyanya kuchengeterwa usavi hwakaita semukaka kana muriwo.
Nyemero indiro fombwe, inoshandiswa kupakurira muriwo.
2
Fombwe imbiya yainyanya kuchengeterwa usavi hwakaita semukaka kana muriwo.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fombwera
Kana chinhu chakafombwera chinenge chakachereka mukati macho.
VerengaSwipe for the next word