KwaunobvaDuramazwiFfomu

Duramazwi

fomu

form

Zvinoreva

Fomu igwaro redzidzo yekusekondari.

1

Fomu igwaro redzidzo yekusekondari.

Makarekare vakomana vakuru vekusekondari vakagededza vana vaiuya kuchikoro kuzotanga fomu hwani.

Kana uchifira fomu unenge uchirizadzisa nokunyora panzvimbo dziri kudiwa.

2

Fomu igwaro rakarongwa riine zvinzvimbo zvakasiyiwa, zvokuti iwe unozonyorawo zvinodiwa uchizadzisa.

Shamwari, wati watambira here mafomu ako okutsvaka nzvimbo kuyunivhesiti?

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fomurabha

Fomurabha irabha yakapfava yakazara tumwena tudiki, inoshandiswa kugadzira zvinhu zvakafanana nemametiresi.

Verenga

Swipe for the next word