KwaunobvaDuramazwiFfomurabha

Duramazwi · zita

fomurabha

Zvinoreva

Fomurabha irabha yakapfava yakazara tumwena tudiki, inoshandiswa kugadzira zvinhu zvakafanana nemametiresi.

1

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fona

Kufona kubaya nhamba dzenhare dzomunhu waunenge uchida kutaura naye.

Verenga

Swipe for the next word