Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu afondoka nebasa anenge ashanda zvikuru, zvokuti anenge aneta chaizvo.
1

Kana zvichinzi demo kana badza rapfondoka rinenge rakombera kumberi, risisina kupinza.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fondonora
Kufondonora kurova chinhu uchichiswatanudza pachanga chakakombama kana kufovera.
VerengaSwipe for the next word