KwaunobvaDuramazwiFfondota

Duramazwi

fondota

Zvinoreva

Kufondota kudya uchinyatsa kuratidza kufarira zvauri kudya zvacho.

1

Kufondota kudya uchinyatsa kuratidza kufarira zvauri kudya zvacho.

Kufondota kudya uchinyatsa kuratidza kufarira zvauri kudya zvacho.

2

Kufondota kurova munhu netsiva.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fongo

Kuti fongo kukotama munhu asina hanya nekuti muviri wake wakafukidzwa zvakanaka here.

Verenga

Swipe for the next word