KwaunobvaDuramazwiFfongo

Duramazwi

fongo

Zvinoreva

Kuti fongo kukotama munhu asina hanya nekuti muviri wake wakafukidzwa zvakanaka here.

1

Fongo mutambo wavakomana vechidiki wokutamba vachikavana kumagaro kana mumwe akawanikidzwa akakotama.

2

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fongora

Kana munhu akafongora anenge akakotama asina hanya nokuti dzimwe nyama dzemuviri wake dziri kuonekwa here nevari kumashure.

Verenga

Swipe for the next word